1 Kings 3:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ini ndakati ndapona mazuʋa matatu, mukadzi uyu akapona ʋo, tigere pamŋe cete; kwakaŋga kusinomŋeni nesu mumba, asi isu ʋaʋiri toga mumba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino nezuva rechitatu mushure mokuberekwa kwomwana wangu, mukadzi uyu akaponawo mwana. Takanga tiri toga; hapana mumwe munhu akanga ari mumba kunze kwedu isu vaviri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mazuva matatu akati apera ini ndasununguka, mukadzi uyu akasunungukawo. Takanga tiri toga pauviri hwedu mumba imomo musina mumwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino ini ndakati ndapona mazuva matatu, mukadzi uyu akaponawo, tigere pamwechete; kwakanga kusino mweni nesu mumba, asi isu vaviri toga mumba.
Shona 2009?
Zvino ini ndakati ndapona mazuva matatu, mukadzi uyu akaponawo, tigere pamwechete; kwakanga kusino mweni nesu mumba, asi isu vaviri toga mumba.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino ini ndakati ndapona mazuva matatu, mukadzi uyu akaponawo, tigere pamwechete; kwakanga kusino mweni nesu mumba, asi isu vaviri toga mumba.