1 Kings 3:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mŋana womukadzi uyu akafa ʋusiku, nokuti wakaʋata pamsoro pake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Usiku ihwohwo mwana womukadzi uyu akafa, nokuti akavata pamusoro pake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mukadzi uyu mwana wake mukomana akafa usiku nokuti iye akamutsitsirira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mwana womukadzi uyu akafa usiku, nokuti wakavata pamusoro pake.
Shona 2009?
Zvino mwana womukadzi uyu akafa usiku, nokuti wakavata pamusoro pake.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mwana womukadzi uyu akafa usiku, nokuti wakavata pamusoro pake.