1 Kings 3:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ʋanhu ʋakaɓayira ɀiɓayiro pamatunhu akakwirira, nokuti kuȿikira mazuʋa iwayo zita raJehova rakaŋga ricigere kuʋakirwa imba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi, vanhu vakanga vachibayira zvibayiro panzvimbo dzakakwirira nokuti hapana temberi yakanga yati yavakirwa zita raJehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izvozvo vanhu vainge vachipirira zvibayiro panzvimbo dzakatunhumara dzokuteurira nokuti hakuna imba yakanga yati yavakwa yokuisa zita raTenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi vanhu vakabayira zvibayiro pamatunhu akakwirira, nokuti kusvikira mazuva iwayo zita raJehovha rakanga richigere kuvakirwa imba.
Shona 2009?
Asi vanhu vakabayira zvibayiro pamatunhu akakwirira, nokuti kusvikira mazuva iwayo zita raJehovha rakanga richigere kuvakirwa imba.
Shona SUB 2002 Bible
Asi vanhu vakabayira zvibairo pamatunhu akakwirira, nokuti kusvikira mazuva iwayo zita raJehovha rakanga richigere kuvakirwa imba.