1 Kings 3:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akamuka pakati poʋusiku, akatora mŋanakomana waŋgu parutiʋi rwaŋgu, murandakadzi wenyu aʋete, akamuradzika pacifuʋa cake, akaradzika mŋana wake wakafa pacifuʋa caŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka akamuka pakati pousiku akatora mwanakomana wangu kubva parutivi pangu, ini muranda wenyu ndivete. Akamuisa pachipfuva chake akaisa mwanakomana wake akafa pachipfuva changu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye akamuka pakati pousiku ndokutora mwana wangu mukomana parutivi pangu, ini muranda wenyu ndiri kutsi kwehope akamurarisa mumaoko ake. Akararisa mwana wake mukomana akafa parutivi pangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akamuka pakati pausiku, akatora mwanakomana wangu parutivi rwangu, murandakadzi wenyu avete, akamuradzika pachipfuva chake, akaradzika mwana wake wakafa pachipfuva changu.
Shona 2009?
Akamuka pakati pausiku, akatora mwanakomana wangu parutivi rwangu, murandakadzi wenyu avete, akamuradzika pachipfuva chake, akaradzika mwana wake wakafa pachipfuva changu.
Shona SUB 2002 Bible
Akamuka pakati pausiku, akatora mwanakomana wangu parutivi rwangu, murandakadzi wenyu avete, akamuradzika pachipfuva chake, akaradzika mwana wake wakafa pachipfuva changu.