1 Kings 3:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ndakati ndicimuka maŋgwanani kuzomŋisa mŋana waŋgu, ndikawana akafa; asi ndakati ndicimucerekedza maŋgwanani, ʋonei haazi mŋanakomana waŋgu, wandakaɓereka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pandakamuka mangwanani kuti ndiyamwise mwanakomana wangu ndakaona kuti akanga afa; asi pandakazotarisisa mangwanani, ndakaona zviri pachena kuti haasiriye mwanakomana wandakanga ndapona.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakati mukei mangwanani kuti ndichiyamwisa mwana wangu wanei akafa. Asi ndakazonyatsomutarisa kwaedza ndikaona kuti haasiri iye mwana wangu wandakabereka.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino ndakati ndichimuka mangwanani kuzomwisa mwana wangu, ndikawana akafa; asi ndakati ndichimucherekedza mangwanani, wonei haazi mwanakomana wangu, wandakabereka.”
Shona 2009?
Zvino ndakati ndichimuka mangwanani kuzomwisa mwana wangu, ndikawana akafa; asi ndakati ndichimucherekedza mangwanani, wonei haazi mwanakomana wangu, wandakabereka."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino ndakati ndichimuka mangwanani kuzomwisa mwana wangu, ndikawana akafa; asi ndakati ndichimucherechedza mangwanani, wonei haazi mwanakomana wangu, wandakabereka.”