1 Kings 3:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo mambo akati: Mumŋe unoti: Mŋanakomana waŋgu ndoyuyu mupenyu, mŋana wako ndiye wakafa; mumŋe ɀe unoti: Kwete, asi mŋanakomana wako ndiye wakafa, mupenyu ndiye mŋanakomana waŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo mambo akati, “Mumwe anoti, ‘Mwanakomana wangu ndiye mupenyu, uye mwanakomana wako ndiye akafa,’ mumwewo achiti, ‘Kwete! Mwanakomana wako ndiye akafa, uye mwanakomana wangu ndiye mupenyu.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo akati, “Uyu ari kuti, ‘Mwana wangu mupenyu wako ndiye wafa,’ uyuwo achiti, ‘Aiwa wako ndiye wafa wangu mupenyu.’ ”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo mambo akati, “Mumwe unoti, ‘Mwanakomana wangu ndouyu mupenyu, mwana wako ndiye wakafa;’ mumwezve unoti, ‘Kwete, asi mwanakomana wako ndiye wakafa, mupenyu ndiye mwanakomana wangu.’ ”
Shona 2009?
Ipapo mambo akati, "Mumwe unoti, `Mwanakomana wangu ndouyu mupenyu, mwana wako ndiye wakafa,' mumwezve unoti, `Kwete, asi mwanakomana wako ndiye wakafa, mupenyu ndiye mwanakomana wangu.' "
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo mambo akati, “Mumwe unoti, ‘Mwanakomana wangu ndouyu mupenyu, mwana wako ndiye wakafa;’ mumwezve unoti, ‘Kwete, asi mwanakomana wako ndiye wakafa, mupenyu ndiye mwanakomana wangu.’ ”