1 Kings 3:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mambo akati: Nditorerei munondo. Ʋakaʋuya nomunondo kunamambo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo mambo akati, “Nditorerei munondo.” Naizvozvo vakauya nomunondo kuna mambo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo ndokuti, “Nditorerei bakatwa!” Saka vakauya nebakatwa kwaari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mambo akati, “Nditorerei munondo.” Vakauya nomunondo kuna mambo.
Shona 2009?
Mambo akati, "Nditorerei munondo." Vakauya nomunondo kuna mambo.
Shona SUB 2002 Bible
Mambo akati, “Nditorerei munondo.” Vakauya nomunondo kuna mambo.