1 Kings 3:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mambo akati: Gurai mŋana mupenyu napakati, mupe mumŋe rutiʋi rumŋe, nomumŋe rumŋe rutiʋi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iye akati, “Chekai mwana mupenyu napakati mugopa hafu kuno mumwe uye imwe hafu kuno mumwe.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo akati, “Chekai mwana iyeyo nepakati muvape, muti uyu chidimu uyu chidimu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mambo akati, “Gurai mwana mupenyu napakati, mupe mumwe rutivi rumwe, nomumwe rumwe rutivi.”
Shona 2009?
Mambo akati, "Gurai mwana mupenyu napakati, mupe mumwe rutivi rumwe, nomumwe rumwe rutivi."
Shona SUB 2002 Bible
Mambo akati, “Gurai mwana mupenyu napakati, mupe mumwe rutivi rumwe, nomumwe rumwe rutivi.”