1 Kings 3:27 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo mambo akapindura, akati: Mumupe mŋana mupenyu, regai kumuʋuraya; ndiʋo mai ʋake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo mambo akapa mutongo wake akati, “Ipai mwana mupenyu kumukadzi wokutanga. Musamuuraya; ndiye mai vake.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo akati, “Mwana mupenyu uyu ngaapiwe mukadzi uyu, musamuuraye, ndivo amai vake ivava.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo mambo akapindura, akati, “Mumupe mwana mupenyu, regai kumuuraya; ndivo mai vake.”
Shona 2009?
Ipapo mambo akapindura, akati, "Mumupe mwana mupenyu, regai kumuuraya, ndivo mai vake."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo mambo akapindura, akati, “Mumupe mwana mupenyu, regai kumuuraya; ndivo mai vake.”