1 Kings 3:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ƲaIsraeri ʋose ʋakanzwa kutoŋga kwamambo, ʋakatya mambo; nokuti ʋakaʋona kuti kuŋgwara kwaMŋari kwaiʋa maari, kuti atambe mhaka ɀakanaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
VaIsraeri vose vakati vanzwa matongero akanga aita mambo, vakatya mambo, nokuti vakaona kuti uchenjeri hwaibva kuna Mwari hwaiva maari, kuti atonge zvakarurama.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Isiraeri yose yakanzwa mutongero wainge waitwa namambo zvikaita kuti vatye mambo, nokuti vakanga vaona kuti aiva noungwaru hwaMwari pakutonga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
VaIsiraeri vose vakanzwa kutonga kwamambo, vakatya mambo; nokuti vakaona kuti kungwara kwaMwari kwaiva maari, kuti atambe mhaka zvakanaka.
Shona 2009?
Valsiraeri vose vakanzwa kutonga kwamambo, vakatya mambo; nokuti vakaona kuti kungwara kwaMwari kwaiva maari, kuti atambe mhaka zvakanaka.
Shona SUB 2002 Bible
VaIsiraeri vose vakanzwa kutonga kwamambo, vakatya mambo; nokuti vakaona kuti kungwara kwaMwari kwaiva maari, kuti atambe mhaka zvakanaka.