1 Kings 3:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Muranda wenyu uri pakati paʋanhu ʋenyu ʋamakatsaura, ʋanhu ʋazhinji kwaɀo, ʋasiŋgagoni kurabga kana kuʋereŋgwa nokuwanda kwaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muranda wenyu ari pakati pavanhu venyu vamakasarudza, vanhu vazhinji kwazvo, vasingagoni kuverengwa nokuwanda kwavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ini muranda wenyu ndiri pakati pavanhu venyu vamakasarudza rudzi rukuru kwazvo runa vanhu vasingaverengeki kana kuverengetwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Muranda wenyu uri pakati pavanhu venyu vamakatsaura, vanhu vazhinji kwazvo, vasingagoni kurahwa kana kuverengwa nokuwanda kwavo.
Shona 2009?
Muranda wenyu uri pakati pavanhu venyu vamakatsaura, vanhu vazhinji kwazvo, vasingagoni kurahwa kana kuverengwa nokuwanda kwavo.
Shona SUB 2002 Bible
Muranda wenyu uri pakati pavanhu venyu vamakatsaura, vanhu vazhinji kwazvo, vasingagoni kurahwa kana kuverengwa nokuwanda kwavo.