1 Kings 4:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
naBeni‐abinadabi panyika yose yeDori; mukadzi wake wakaŋga ari Tafati, mukunda waSoromoni;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Bheniabhinadhabhi, munyika yeNafoti Dhori (aiva awana mwanasikana waSoromoni);
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Bheniabhinadhabhu kuNafatidhori uyu akanga akaroora Tafati mukunda waSoromoni
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
naBheniabhinadhabhi panyika yose yeDhori; mukadzi wake wakanga ari Tafati, mukunda waSoromoni;
Shona 2009?
naBheniabhinadhabhi panyika yose yeDhori; mukadzi wake wakanga ari Tafati, mukunda waSoromoni;
Shona SUB 2002 Bible
naBheniabhinadhabhi panyika yose yeDhoru; mukadzi wake wakanga ari Tafati, mukunda waSoromoni;