1 Kings 4:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
naAhimaazi paNaftari; iye wakaŋga awana ʋo Basemati mukunda waSoromoni;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ahimaazi, munyika yaNafutari (akanga awana Bhasemati mwanasikana waSoromoni);
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ahimaazi sadunhu wokwaNafutari (uyu akanga akaroorawo mukunda waSoromoni, Bhasimati)
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
naAhimaazi paNafitari; iye wakanga awanawo Bhasemati mukunda waSoromoni;
Shona 2009?
naAhimaazi paNafitari; iye wakanga awanawo Bhasemati mukunda waSoromoni;
Shona SUB 2002 Bible
naAhimaazi paNafitari; iye wakanga awanawo Bhasemati mukunda waSoromoni;