1 Kings 4:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
naGeberi mŋanakomana waUri, waiʋa panyika yeGireadi, nyika yaSihoni, mambo waʋana ʋaAmori neyaOgi, mambo weBashani; iye wakaŋga ari mutariri mumŋe woga panyika iyo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Geheri mwanakomana waUri, munyika yeGireadhi (nyika yaSihoni mambo wavaAmori nenyika yaOgi mambo weBhashani). Ndiye aiva mubati oga mudunhu iri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Gebheri mwanakomana waUri sadunhu wokuGireadhi nyika yaSihoni mambo wavaAmori nenyika yaOgu mambo weBhashani ndiye oga aiva sadunhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
naGebheri mwanakomana waUri, waiva panyika yeGireadhi, nyika yaSihoni, mambo wavana vaAmori neyaOgi, mambo weBashani; iye wakanga ari mutariri mumwe woga panyika iyo.
Shona 2009?
naGebheri mwanakomana waUri, waiva panyika yeGiriyadhi, nyika yaSihoni, mambo wavana vaAmori neyaOgi, mambo weBashani; iye wakanga ari mutariri mumwe woga panyika iyo.
Shona SUB 2002 Bible
naGebheri mwanakomana waUri, waiva panyika yeGiriadhi, nyika yaSihoni, mambo wavana vaAmori neyaOgi, mambo weBashani; iye wakanga ari mutariri mumwe woga panyika iyo.