1 Kings 4:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiwo macinda aaiʋa nawo: Azaria mŋanakomana waZadoki waiʋa muprista;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ava ndivo vaiva machinda ake: Azaria mwanakomana waZadhoki aiva muprista;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Aiva makurukota ake ndeaya anoti: Muprisiti aiva Azariya mwanakomana waZadhoki
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndiwo machinda aiva nawo: Azaria mwanakomana waZadhoki waiva mupristi;
Shona 2009?
Ndiwo machinda aaiva nawo: Azaria mwanakomana waZadhoki waiva muprista;
Shona SUB 2002 Bible
Ndiwo machinda aiva nawo: Azaria mwanakomana waZadhoki waiva mupristi;