1 Kings 4:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti wakaɓata ʋushe panyika yose necoʋuno kwoRwizi, kubva paTifsa kuȿikira paGaza, namadzimambo ose aiʋa necoʋuno kwoRwizi; akaʋa norugare kunhiʋi dzose dzakaŋga dzakamupoteredza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti aitonga nyika dzose dziri kumadokero kwerwizi rweYufuratesi kubva kuTifisa kusvikira kuGaza, uye akava norugare kumativi ose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chaidariso ndechokuti aitonga dunhu rose rokumadokero kwaYufuratesi kubvira kuTifusa kusvikira kuGaza achitonga madzimambo ose kumadokero aYufuratesi aine runyararo mativi ose akanga akamupoteredza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti wakabata ushe panyika yose nechokuno kwoRwizi, kubva paTifisa kusvikira paGaza, namadzimambo ose aiva nechokuno kwoRwizi; akava norugare kunhivi dzose dzakanga dzakamupoteredza.
Shona 2009?
Nokuti wakabata ushe panyika yose nechokuno koRwizi, kubva paTifisa kusvikira paGaza, namadzimambo ose aiva nechokuno koRwizi; akava norugare kunhivi dzose dzakanga dzakamupoteredza.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti wakabata ushe panyika yose nechokuno kweRwizi, kubva paTifisa kusvikira paGaza, namadzimambo ose aiva nechokuno kwoRwizi; akava norugare kunhivi dzose dzakanga dzakamupoteredza.