1 Kings 4:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ƲaJuda naʋaIsraeri ʋakaŋga ʋagere ɀakanaka, mumŋe nomumŋe pasi pomuzambiriŋga wake napasi pomuʋonde wake, kubva paDani kuȿikira paBeeri‐sheba, mazuʋa ose aSoromoni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pamazuva oupenyu hwaSoromoni vaJudha navaIsraeri vaigara zvakanaka, kubvira kuDhani kusvikira kuBheerishebha, mumwe nomumwe pasi pomuti wake wamazambiringa nowamaonde.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Panguva yose yaSoromoni kwaJudha nokwaIsiraeri kwakanga kuine runyararo kubvira kwaDhani kundosvika kuBheerishebha munhu wose ari pamutambarakede pamuvhaini nepamukuyu wake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
VaJudha navaIsiraeri vakanga vagere zvakanaka, mumwe nomumwe pasi pomudzambiringa wake napasi pomuwonde wake, kubva paDhani kusvikira paBheerishebha, mazuva ose aSoromoni.
Shona 2009?
VaJudha navaIsiraeri vakanga vagere zvakanaka, mumwe nomumwe pasi pomuzambiringa wake napasi pomuwonde wake, kubva paDhani kusvikira paBheerishebha, mazuva ose aSoromoni.
Shona SUB 2002 Bible
VaJudha naVaIsiraeri vakanga vagere zvakanaka, mumwe nomumwe pasi pomuzambiringa wake napasi pomuwonde wake, kubva paDhani kusvikira paBheerishebha, mazuva ose aSoromoni.