1 Kings 4:28 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nebari noʋuswa bgamabiza namabiza aimhanyisa ʋakaʋuya naɀo panɀimbo yakafanira, mumŋe nomumŋe seɀaakaŋga arairwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakauyawo nebhari nouswa hwamabhiza engoro namamwewo mabhiza kunzvimbo dzezvaidiwa, mumwe nomumwe zvaakatarirwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vaiunzawo bhari nemashanga amabhiza namanyurusi kwazvainge zvanzi zviunganidzirwe maererano nezvirongwa zvasadunhu woga woga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nebhari nouswa hwamabhiza namabhiza aimhanyisa vakauya nazvo panzvimbo yakafanira, mumwe nomumwe sezvaakanga arairwa.
Shona 2009?
Nebhari nouswa hwamabhiza namabhiza aimhanyisa vakauya nazvo panzvimbo yakafanira, mumwe nomumwe sezvaakanga arairwa.
Shona SUB 2002 Bible
Nebhari nouswa hwamabhiza namabhiza aimhanyisa vakauya nazvo panzvimbo yakafanira, mumwe nomumwe sezvaakanga arairwa.