1 Kings 4:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Erihorefi naAhija, ʋanakomana ʋaShisha, ʋaiʋa ʋanyori; Jehoshafati mŋanakomana waAhirudi waiʋa sahwira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Erihorefi naAhija, vanakomana vaShisha vaiva vanyori; Jehoshafati mwanakomana waAhirudhi aiva munyori wenhoroondo dzenyika;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
samunyori ari Erihorefu naAhiya vanakomana vaShisha samunyori mukuru aiva Jehoshafati mwanakomana waAhirudhi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Erihorefi naAhija, vanakomana vaShisha, vaiva vanyori; Jehoshafati mwanakomana waAhirudhi waiva sahwira.
Shona 2009?
Erihorefi naAhija, vanakomana vaShisha, vaiva vanyori; Jehoshafati mwanakomana waAhirudhi waiva sahwira.
Shona SUB 2002 Bible
Erihorefi naAhija, vanakomana vaShisha, vaiva vanyori; Jehoshafati mwanakomana waAhirudhi waiva sahwira.