1 Kings 4:30 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kuŋgwara kwaSoromoni kwakapfuʋura kuŋgwara kwaʋana ʋamabvazuʋa, nokuŋgwara kwose kwaʋaEgipita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uchenjeri hwaSoromoni hwakanga hwakapfuura uchenjeri hwavanhu vose vokumabvazuva, nouchenjeri hwose hwokuIjipiti.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
zvokuti ungwaru hwaSoromoni hwaipfuura ungwaru hwevanhu vose vokumabvazuva noungwaru hwose hwokuIjipiti.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kungwara kwaSoromoni kwakapfuura kungwara kwavana vamabvazuva, nokungwara kwose kwavaIjipiti.
Shona 2009?
Kungwara kwaSoromoni kwakapfuura kungwara kwavana vamabvazuva, nokungwara kose kwavaIjipiti.
Shona SUB 2002 Bible
Kungwara kwaSoromoni kwakapfuura kungwara kwavana vamabvazuva, nokungwara kwose kwaVaIjipiti.