1 Kings 4:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Azaria mŋanakomana waNatani, waiʋa mukuru waʋatariri; Zabudi mŋanakomana waNatani waiʋa nheʋanji, shamŋari yamambo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Azaria mwanakomana waNatani aiva mukuru wavatariri; Zabhudhi mwanakomana waNatani aiva muprista neshamwari yamambo;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mukuru mukuru wamasadunhu aiva Azariya mwanakomana waNatani. Jinda ramambo neshamwari yamambo aiva mupristi Zabhudhi mwanakomana waNatani.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Azaria mwanakomana waNatani, waiva mukuru wavatariri; Zabhudhi mwanakomana waNatani waiva mupristi, shamwari yamambo.
Shona 2009?
Azaria mwanakomana waNatani, waiva mukuru wavatariri; Zabhudhi mwanakomana waNatani waiva muprista, shamwari yamambo.
Shona SUB 2002 Bible
Azaria mwanakomana waNatani, waiva mukuru wavatariri; Zabhudhi mwanakomana waNatani waiva mupristi, shamwari yamambo.