1 Kings 5:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Soromoni akapa ʋo Hirami ɀiyero ɀineɀuru ɀamakumi maʋiri ɀeɀiyo, ɀ iʋe ɀokudya ɀaʋanhu ʋeimba yake; neɀiyero ɀinamakumi maʋiri ɀamafuta akaȿiniwa; Soromoni akapa Hirami saiɀoɀo gore rimŋe nerimŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye Soromoni akapa Hiramu zviyero zviuru makumi maviria zvegorosi kuti zvidyiwe mumuzinda wake, pamwe chete nezviyero makumi mavirib zvamafuta omuorivhi akasvinwa zvakakwana. Soromoni akaramba achiitira Hiramu zvinhu izvi gore negore.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Soromoni aipawo Hiramu masaga ekoroni makumi mana ezviuru echokudya chomumuzinda make pamwechete namafuta eorivhi okusvina anokwana mazana mana ezviuru zvamarita. Soromoni aipa Hiramu izvozvi izvi gore negore.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Soromoni akapawo Hiramu zviyero zvine zviuru zvamakumi maviri zvezviyo zvive zvokudya zvavanhu veimba yake; nezviyero zvina makumi maviri zvamafuta akasvinwa; Soromoni akapa Hiramu saizvozvo gore rimwe nerimwe.
Shona 2009?
Soromoni akapawo Hiramu zviyero zvine zviuru zvamakumi maviri zvezviyo zvive zvokudya zvavanhu veimba yake; nezviyero zvina makumi maviri zvamafuta akasvimwa; Soromoni akapa Hiramu saizvozvo gore rimwe nerimwe.
Shona SUB 2002 Bible
Soromoni akapawo Hiramu zviyero zvine zviuru zvamakumi maviri zvezviyo zvive zvokudya zvavanhu veimba yake; nezviyero zvina makumi maviri zvamafuta akasvinwa; Soromoni akapa Hiramu saizvozvo gore rimwe nerimwe.