1 Kings 5:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaʋatumira Rebanoni, mŋedzi mumŋe nomumŋe ɀuru ɀinegumi, ʋaciraʋana; ʋaiʋa paRebanoni mŋedzi mumŋe, nokumusha mŋedzi miʋiri; Adonirami ndiye wairaira ʋanhu ʋecibaro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akavatumira kuRebhanoni, zviuru gumi pamwedzi, zvokuti vaipedza mwedzi mumwe chete vari kuRebhanoni nemwedzi miviri vari kumusha. Adhoniramu ndiye aiva mukuru wechibharo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akavatumira kuRebhanoni. Aivatumira vari muchikwata chine vanhu gumi rezviuru pamwedzi woga woga. Vaipedza mwedzi vari kuRebhanoni mimwe miviri vaipedzera vari kumusha. Adhoniramu ndiye aiva mukuru mukuru wokuona nezvebasa rechibharo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akavatumira Rebhanoni, mwedzi mumwe nomumwe zviuru zvine gumi, vachiravana; vaiva paRebhanoni mwedzi mumwe, nokumusha mwedzi miviri; Adhoniramu ndiye wairaira vanhu vechibharo.
Shona 2009?
Akavatumira Rebhanoni, mwedzi mumwe nomumwe zviuru zvine gumi, vachiravana; vaiva paRebhanoni mwedzi mumwe, nokumusha mwedzi miviri; Adhoniramu ndiye wairaira vanhu vechibharo.
Shona SUB 2002 Bible
Akavatumira Rebhanoni, mwedzi mumwe nomumwe zviuru zvine gumi, vachiravana; vaiva paRebhanoni mwedzi mumwe, nokumusha mwedzi miviri; Adhoniramu ndiye waitungamirira vanhu vechibharo.