1 Kings 5:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mambo akaraira, ʋakaputsa mabge makuru, mabge aikosha, kuti ʋaroŋge nheyo dzeimba namabge akaʋezwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mambo akarayira vakaputsa matombo makuru kwazvo, anokosha, kuti vavake hwaro hwetemberi namatombo akavezwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo akapa chirevo, ivo vakakwakwanura mazibwe anokosha okuvakisa ugaro hwemba yacho namabwe akavezwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mambo akaraira, vakaputsa mabwe makuru, mabwe aikosha, kuti varonge nheyo dzeimba namabwe akavezwa.
Shona 2009?
Mambo akaraira, vakaputsa mabwe makuru, mabwe aikosha, kuti vateye nheyo dzeimba namabwe akavezwa.
Shona SUB 2002 Bible
Mambo akaraira, vakaputsa mabwe makuru, mabwe aikosha, kuti varonge nheyo dzeimba namabwe akavezwa.