1 Kings 5:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Soromoni akatuma nhume kunaHirami, akati:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Soromoni akatuma shoko kuna Hiramu akati:
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Soromoni akatumirawo Hiramu shoko rokuti,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Soromoni akatuma nhume kuna Hiramu akati,
Shona 2009?
Soromoni akatuma nhume kuna Hiramu akati,
Shona SUB 2002 Bible
Soromoni akatuma nhume kuna Hiramu akati,