1 Kings 5:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ɀino Jehova Mŋari waŋgu wakandizorodza kumatiʋi ose, hakunomuʋeŋgi kana cimŋe cinhu cakaipa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi zvino Jehovha Mwari wangu andipa zororo kumativi ose, hapachisina muvengi kana dambudziko.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi pari zvino, Tenzi akandipa runyararo kumativi ose, hakusisina kana mhandu zvayo kunyange chimwe chakaipa zvacho.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi zvino Jehovha Mwari wangu wakandizorodza kumativi ose, hakuna muvengi kana chimwe chinhu chakaipa.
Shona 2009?
Asi zvino Jehovha Mwari wangu wakandizorodza kumativi ose, hakuna muvengi kana chimwe chinhu chakaipa.
Shona SUB 2002 Bible
Asi zvino Jehovha Mwari wangu wakandizorodza kumativi ose, hakuna muvengi kana chimwe chinhu chakaipa.