1 Kings 5:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Hirami wakati acinzwa mashoko aSoromoni, akafara kwaɀo, akati: Nhasi Jehova ŋgaaʋoŋgwe, iye wakapa Davidi mŋanakomana wakaŋgwara kuzoɓata ʋanhu aʋa ʋazhinji.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hiramu akati anzwa shoko raSoromoni, akafara zvikuru, uye akati, “Jehovha ngaarumbidzwe nhasi, nokuti apa Dhavhidhi mwanakomana ane uchenjeri kuti atonge rudzi rukuru urwu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pakasvika shoko raSoromoni munzeve dzaHiramu akafara kwazvo akati, “Tenzi ngaarumbidzwe adai nhasi kupa Dhavhidhi mwanakomana ano ungwaru kuti atonge rudzi rwavanhu uru rukuru kudai.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Hiramu wakati achinzwa mashoko aSoromoni, akafara kwazvo, akati, “Nhasi Jehovha ngaavongwe, iye wakapa Dhavhidhi mwanakomana wakangwara kuzobata vanhu ava vazhinji.”
Shona 2009?
Zvino Hiramu wakati achinzwa mashoko aSoromoni, akafara kwazvo, akati, "Nhasi Jehovha ngaavongwe, iye wakapa Dhavhidhi mwanakomana wakangwara kuzobata vanhu ava vazhinji."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Hiramu wakati achinzwa mashoko aSoromoni, akafara kwazvo, akati, “Nhasi Jehovha ngaavongwe, iye wakapa Dhavhidhi mwanakomana wakangwara kuzobata vanhu ava vazhinji.”