1 Kings 5:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Hirami akatuma nhume kunaSoromoni, akati: Ndanzwa shoko ramatuma kwandiri; ndicaita ɀose ɀamunoɗa pamsoro pamatanda emisidari, namatanda emisipresi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka Hiramu akatuma shoko kuna Soromoni achiti: “Ndagamuchira shoko ramanditumira navamakatuma uye ndichaita zvose zvamunoda ndigokupai matanda emisidhari nemisipuresi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hiramu akadzorawo shoko kuna Soromoni achiti, “Shoko ramakanditumira ndakarinzwa. Zvamakareva panyaya yemapango omusidhari neemusaipurasi ndozvandichaita.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Hiramu akatuma nhume kuna Soromoni, akati, “Ndanzwa shoko ramatuma kwandiri; ndichaita zvose zvamunoda pamusoro pamatanda emisidhari, namatanda emisipiresi.
Shona 2009?
Ipapo Hiramu akatuma nhume kuna Soromoni, akati, "Ndanzwa shoko ramatuma kwandiri; ndichaita zvose zvamunoda pamusoro pamatanda emisidhari, namatanda emisipiresi.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Hiramu akatuma nhume kuna Soromoni, akati, “Ndanzwa shoko ramatuma kwandiri; ndichaita zvose zvamunoda pamusoro pamatanda emisidhari, namatanda emisipiresi.