1 Kings 6:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaʋaka madziro eimba mukati namapuraŋga omusidari; kubva paguʋa reimba kuȿikira paɗeŋga ramadziro, akaafukidza necomukati namapuraŋga; akafukidza guʋa reimba namapuraŋga omusipresi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akaisa mapuranga emisidhari pamadziro etemberi nomukati, akaaroverera kubvira pasi kusvikira kumusoro, uye pasi pose pakanga pane mapuranga emusipuresi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Soromoni akaroverera kumadziro omukati emba iyoyo mapuranga omusidhari akavezwa kubvira pasi kusvikira mudenga panoperera chengo zvokuti madziro emukati iwayo akati namapuranga chechetere. Akanyatsotiwo pasi apa namapuranga omusaipuresi ware ware.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akavaka madziro eimba mukati namapuranga omusidhari; kubva paguva reimba kusvikira padenga ramadziro, akafukidza nechomukati namapuranga; akafukidza guva reimba namapuranga omusipiresi.
Shona 2009?
Akavaka madziro eimba mukati namapuranga omusidhari; kubva paguva reimba kusvikira padenga ramadziro, akafukidza nechomukati namapuranga, akafukidza guva reimba namapuranga omusipiresi.
Shona SUB 2002 Bible
Akavaka madziro eimba mukati namapuranga omusidhari; kubva paguva reimba kusvikira padenga ramadziro, akafukidza nechomukati namapuranga; akafukidza uriri hwemba namapuranga omusipiresi.