1 Kings 6:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino imba, iyo tembere, yakaŋga iri pamberi, yakaȿika makubiti makumi manna.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Imba huru yakanga iri pamberi peimba iyi yakanga yakareba makubhiti makumi manaj.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tisati tasvika kune ikaka aka, imba yacho chaiyo yaiva nourefu hunoita mamita gumi namasere, tichireva Temberi yacho chaiyo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino imba, iyo temberi, yakanga iri pamberi, yakasvika makubhiti makumi mana.
Shona 2009?
Zvino imba, iyo temberi, yakanga iri pamberi, yakasvika makubhiti makumi mana.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino imba, iyo temberi, yakanga iri pamberi, yakasvika makubhiti makumi mana.