1 Kings 6:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akagadzira paŋgataura Jehova mukati meimba, kuti agadzike’po areka yesuŋgano yaJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akagadzira nzvimbo tsvene yomukati, mukatikati metemberi, kuti agogadzikapo areka yesungano yaJehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nzvimbo inoera iya yomukati akaigadzirira nechomukatikati memba iyoyi kuti aisemo bhokisi raTenzi rechitenderano.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akagadzira pangataura Jehovha mukati meimba, kuti agadzikepo areka yesungano yaJehovha.
Shona 2009?
Akagadzira pangataura Jehovha mukati meimba, kuti agadzikepo areka yesungano yaJehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Akagadzira pangataura Jehovha mukati meimba, kuti agadzikepo areka yesungano yaJehovha.