1 Kings 6:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Imba yakaʋakirwa Jehova namambo Soromoni yakaȿika makubiti makumi matanhatu pakureɓa kwayo, namakubiti makumi maʋiri paʋupamhi bgayo, namakubiti makumi matatu pakukwirira kwayo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Temberi yakavakirwa Jehovha naMambo Soromoni yakanga yakareba makubhiti makumi matanhatua, ina makubhiti makumi mavirib paupamhi hwayo, ina makubhiti makumi matatuc pakukwirira kwayo kumusoro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Imba yacho yakavakirwa Tenzi namambo Soromoni, urefu hwayo hwaiita makumi maviri amamita ana mamita manomwe, upamhi hwayo huri mamita mapfumbamwe, kukwira kwayo mudenga kuchiita mamita gumi namatatu ane chidimbu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Imba yakavakirwa Jehovha namambo Soromoni yakasvika makubhiti makumi matanhatu pakureba kwayo, namakubhiti maviri paupamhi hwayo, namakubhiti makumi matatu pakukwirira kwayo;
Shona 2009?
Imba yakavakirwa Jehovha namambo Soromoni yakasvika makubhiti makumi matanhatu pakureba kwayo, namakubhiti maviri paupamhi hwayo, namakubhiti makumi matatu pakukwirira kwayo;
Shona SUB 2002 Bible
Imba yakavakirwa Jehovha namambo Soromoni yakasvika makubhiti makumi matanhatu pakureba kwayo, namakubhiti makumi maviri paupamhi hwayo, namakubhiti makumi matatu pakukwirira kwayo;