1 Kings 6:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Paŋgataura Jehova mukati pakaȿika makubiti makumi maʋiri pakureɓa kwapo, namakubiti makumi maʋiri paʋupamhi bgapo, namakubiti makumi maʋiri pakukwirira kwapo; akaɀifukidza ɀose nendarama yakaiȿo‐naka; neartari akaifukidza nomusidari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mukati menzvimbo tsvene yomukati makanga makareba makubhiti makumi maviri, uye upamhi hwayo makubhiti makumi mavirik, uye makareba makubhiti makumi maviri pakukwirira kwamo mudenga. Akafukidza mukati mose negoridhe rakaisvonaka uye, akafukidzawo aritari namapuranga omusidhari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nzvimbo iyi inoera yomukatikati yaiva nourefu hwaiita mamita mapfumbamwe, upamhi hwayo huri mamita mapfumbamwe, kukwira kwayo mudenga kuchiita mamita mapfumbamwe, akaitsvetera ndarama chaiyo yakanakisisa. Pamberi payo akagadzirawo atari yakaitwa nomusidhari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pangataura Jehovha mukati pakasvika makubhiti makumi maviri paupamhi hwapo, namakubhiti makumi maviri pakukwirira kwapo; akazvifukidza zvose nendarama yakaisvonaka; nearitari akaifukidza nomusidhari.
Shona 2009?
Pangataura Jehovha mukati pakasvika makubhiti makumi maviri paupamhi hwapo, namakubhiti makumi maviri pakukwirira kwapo; akazvifukidza zvose nendarama yakaisvonaka; nearitari akaifukidza nomusidhari.
Shona SUB 2002 Bible
Pangataura Jehovha mukati pakasvika makubhiti makumi maviri paupamhi hwapo, namakubhiti makumi maviri pakukwirira kwapo; akazvifukidza zvose nendarama yakaisvonaka; neatari akaifukidza nomusidhari.