1 Kings 6:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo Soromoni wakafukidza imba yose necomukati mayo nendarama yakaiȿo‐naka; akacinjikisa maketani endarama pamberi papaŋgataura Jehova, akaifukidza nendarama.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Soromoni akafukidza mukati metemberi yose negoridhe rakaisvonaka, uye akaisa ngetani dzegoridhe dzakachinjika pamberi penzvimbo tsvene yomukati, iyo yakanga yakafukidzwa mukati mose negoridhe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Soromoni akatsvetera mukati memba yacho nendarama chaiyo yakanakisisa. Akachingamisa cheni dzendarama pamberi penzvimbo inoera yomukatikati akaitsvetera ndarama.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo Soromoni wakafukidza imba yose nechomukati mayo nendarama yakaisvonaka; akachinjikisa maketani endarama pamberi pangataura Jehovha, akaifukidza nendarama.
Shona 2009?
Naizvozvo Soromoni wakafukidza imba yose nechomukati mayo nendarama yakaisvonaka; akachinjikisa maketani endarama pamberi pangataura Jehovha, akaifukidza nendarama.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo Soromoni wakafukidza imba yose nechomukati mayo nendarama yakaisvonaka; akachinjikisa maketani endarama pamberi pangataura Jehovha, akaifukidza nendarama.