1 Kings 6:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akafukidza imba yose nendarama kuȿikira imba yose yapera; akafukidza ʋo artari yose yaiʋa yapaŋgataura Jehova nendarama.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka akafukidza mukati mose negoridhe. Akafukidzawo aritari yenzvimbo tsvene yomukati negoridhe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akatsvetera imba iyoyo yose nendarama kusvikira imba iyoyo yapera yose. Atari yomukatikati kunzvimbo inoera akaitsveterawo yose nendarama.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akafukidza imba yose nendarama kusvikira imba yose yapera; akafukidzawo aritari yose yaiva yapangataura Jehovha nendarama.
Shona 2009?
Akafukidza imba yose nendarama kusvikira imba yose yapera; akafukidzawo aritari yose yaiva yapangataura Jehovha nendarama.
Shona SUB 2002 Bible
Akafukidza imba yose nendarama kusvikira imba yose yapera; akafukidzawo atari yose yaiva yapangataura Jehovha nendarama.