1 Kings 6:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ƃapiro rimŋe rekerubi rakaȿika makubiti mashanu pakureɓa kwaro, nerimŋe ɓapiro ʋo rekerubi makubiti mashanu; kubva pamuromo weɓapiro rimŋe kuȿikira pamuromo werimŋe ɀe, aiʋa makubiti anegumi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Bapiro rimwe chete rekerubhi rokutanga rakanga rakareba makubhiti mashanu, uye rimwe bapiro rakanga rakareba makubhiti mashanu, makubhiti gumi kubva pamuromo perimwe bapiro kusvika pamuromo perimwe bapiro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Bapiro rimwechete rekerubhu raiva rakareba mamita maviri namasendimita makumi maviri. Saizvozvo rimwe bapiro rekerubhu rakanga rakarebawo mamita maviri ana masendimita makumi maviri. Nokudaro kubvira kunoperera rimwe kusvikira kunopererawo rimwe racho paiita mamita mana ane masendimita makumi mana kureba.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Bapiro rimwe rekerubhi rakasvika makubhiti mashanu pakureba kwaro, nerimwe bapirowo rekerubhi makubhiti mashanu; kubva pamuromo webapiro rimwe kusvikira pamuromo werimwezve, aiva makubhiti ane gumi.
Shona 2009?
Bapiro rimwe rekerubhi rakasvika makubhiti mashanu pakureba kwaro, nerimwe bapirowo rekerubhi makubhiti mashanu; kubva pamuromo webapiro rimwe kusvikira pamuromo werimwezve, aiva makubhiti ane gumi.
Shona SUB 2002 Bible
Bapiro rimwe rekerubhi rakasvika makubhiti mashanu pakureba kwaro, nerimwe bapirowo rekerubhi makubhiti mashanu; kubva pamuromo webapiro rimwe kusvikira pamuromo werimwezve, aiva makubhiti ane gumi.