1 Kings 6:29 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaʋeza pamadziro ose eimba kunhiʋi dzose mifananidzo yakaʋezwa yamakerubi nemicindwe, namaruʋa akazaruka, mukati nokunze;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akaveza mifananidzo yamakerubhi, yemiti yemichindwi neyamaruva akazaruka, pamadziro ose akatenderedza mudzimba dzomukati nedzimba dzokunze.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akavezera mufananidzo yemakerubhu neyemiti yemirara namaruva akazaruka pamadziro ose emba iyoyo kuatenderera omukamba kaye kwomukati nedzimwe dzimba dzokunze dzacho.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akaveza pamadziro ose eimba kunhivi dzose mifananidzo yakavezwa yamakerubhi nemichindwe, namaruva akazaruka, mukati nokunze;
Shona 2009?
Akaveza pamadziro ose eimba kunhivi dzose mifananidzo yakavezwa yamakerubhi nemichindwe, namaruva akazaruka, mukati nokunze;
Shona SUB 2002 Bible
Akaveza pamadziro ose eimba kunhivi dzose mifananidzo yakavezwa yamakerubhi nemichindwe, namaruva akazaruka, mukati nokunze;