1 Kings 6:30 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akafukidza ʋo guʋa reimba nendarama, mukati nokunze.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akafukidzawo pasi pedzimba dzomukati nedzimba dzokunze dzetemberi negoridhe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uriri hwemba iyi akahutsvetera nendarama, hwekamba kaya kwomukati nehwedzimwe dzimba dzacho.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akafukidzawo guva reimba nendarama, mukati nokunze.
Shona 2009?
akafukidzawo guva reimba nendarama, mukati nokunze.
Shona SUB 2002 Bible
akafukidzawo guva reimba nendarama, mukati nokunze.