1 Kings 6:32 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo akaita magonhi maʋiri omuorivi, akaʋeza pamsoro pawo mifananidzo yamakerubi nemicindwe, namaruʋa akazaruka, akaafukidza nendarama; akaisa ndarama pamsoro pamakerubi napamicindwe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pamakonhi maviri aya omuti womuorivhi akaveza mifananidzo yamakerubhi, yemiti yemichindwi neyamaruva akazaruka, akafukidza makerubhi nemiti yemichindwi negoridhe rakarohwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pamagonhi maviri aya omuorivhi akati tsvete nemifanidzo yemakerubhu neyemirara neyamaruva akazaruka akaitwa zvokuvezerwapo. Akazvitsvetera ndarama, akatsveterawo ndarama makerubhu nemifananidzo iya yemirara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo akaita magonhi maviri omuorivhi, akaveza pamusoro pawo mifananidzo yamakerubhi nemichindwe, namaruva akazaruka, akaafukidza nendarama; akaisa ndarama pamusoro pamakerubhi napamichindwe.
Shona 2009?
Naizvozvo akaita magonhi maviri omuorivhi, akaveza pamusoro pawo mifananidzo yamakerubhi nemichindwe, namaruva akazaruka, akaafukidza nendarama; akaisa ndarama pamusoro pamakerubhi napamichindwe.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo akaita magonhi maviri omuorivhi, akaveza pamusoro pawo mifananidzo yamakerubhi nemichindwe, namaruva akazaruka, akaafukidza nendarama; akaisa ndarama pamusoro pamakerubhi napamichindwe.