1 Kings 6:33 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Saiɀoɀo ʋo akaitira mikoʋa yetembere ɀiʋiʋo ɀemiorivi, ɀakaŋga ɀinenhiʋi inna dzakaenzana;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nenzira imwe cheteyo akagadzirirawo musuo weimba huru chivivo namagwatidziro zvomuti womuorivhi zvakanga zvine mativi mana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndizvozvo zvaakaita pamusuo weTemberi, akaugadzirira magwatidziro omuti womuorivhi zvokuti musuo wakava namativi mana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Saizvozvowo akaitira mikova yetemberi zvivhivho zvemiorivhi, zvakanga zvine nhivi ina dzakaenzana;
Shona 2009?
Saizvozvowo akaitira mikova yetemberi zvivivo zvemiorivhi, zvakanga zvine nhivi ina dzakaenzana;
Shona SUB 2002 Bible
Saizvozvowo akaitira mikova yetemberi zvivhivho zvemiorivhi, zvakanga zvine nhivi ina dzakaenzana;