1 Kings 6:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino imba pakuʋakwa kwayo, yakaʋakwa namabge akaŋga agadzirwa ipapo paʋaiaputsa; pakuʋakwa kwayo hakuna‐kunzwika mukati meimba nyundo, kana sanhu, kana nhumbi ipi neipi yeɗare.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pakuvaka madziro etemberi mabwe akanga avezwa chete ndiwo akashandiswa, uye hapana kunzwikwa kurira kwesando kana mbezo kana mumwe mudziyo patemberi payakanga ichivakwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Paivakwa imba iyoyi, yaivakwa namabwe akanga akatovezwa kare kwaaikwakwanurirwa ikoko zvokuti kunyange kugogodza kwenyundo kana kwedemo kana kweimwewo simbi zvayo hakuna kunzwikwa muTemberi imomo payainge ichivakwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino imba pakuvakwa kwayo, yakavakwa namabwe akanga agadzirwa ipapo pavaiputsa; pakuvakwa kwayo hakuna kunzwika mukati meimba nyundo, kana sanhu, kana nhumbi ipi neipi yedare.
Shona 2009?
Zvino imba pakuvakwa kwayo, yakavakwa namabwe akanga agadzirwa ipapo pavaiputsa; pakuvakwa kwayo hakuna kunzwika mukati meimba nyundo, kana sanhu, kana nhumbi ipi neipi yedare.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino imba pakuvakwa kwayo, yakavakwa namabwe akanga agadzirwa ipapo pavaiputsa; pakuvakwa kwayo hakuna kunzwika mukati meimba nyundo, kana sanhu, kana nhumbi ipi neipi yedare.