1 Kings 6:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mukoʋa wamakamuri apanyasi enhiʋi wakaŋga uri kurutiʋi rworudyi rweimba; ɀino ʋaikwira neɀikwiriso ɀinomonereka kumakamuri apakati, ʋuye kana ʋobva panaapakati ʋacienda kuneecitatu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Musuo weimba yapakati waiva kuchamhembe kwetemberi, paiva namatanho aienda kuimba yapakati, achizobva kuimba yapakati achienda kune yechitatu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Musuo womunhurikidzwa yapasi waiva kumaodzanyemba kwemba iyoyi. Painge paine manera okuenda nawo kunhurikidzwa yapakati namamwewo okuenda kunhurikidzwa yechitatu yacho.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mukova wamakamuri apanyasi enhivi wakanga uri kurutivi rworudyi rweimba; zvino vaikwira nezvikwiriso zvinomonereka kumakamuri apakati, uye kana vobva panaapakati vachienda kuneechitatu.
Shona 2009?
Mukova wamakamuri apanyasi enhivi wakanga uri kurutivi rworudyi rweimba; zvino vaikwira nezvikwiriso zvinomonereka kumakamuri apakati, uye kana vobva panaapakati vachienda kuneechitatu.
Shona SUB 2002 Bible
Mukova wamakamuri apanyasi enhivi wakanga uri kurutivi rworudyi rwemba; zvino vaikwira nezvikwiriso zvinomonereka kumakamuri apakati, uye kana vobva pana apakati vachienda kune echitatu.