1 Kings 7:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nheyo dzakaŋga dzakaʋakwa namabge anokosha, mabge makuru, mabge akaȿika makubiti anegumi, namabge akaȿika makubiti masere.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hwaro hwakanga hwakavakwa namatombo makuru anokosha, mamwe akareba makubhiti gumif, mamwe makubhiti masereg.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ugaro hwemba iyi hwakanga huri kwemazibwe makuru kwazvo, mamwe aiva nemamita matatu ana masendimita makumi mashanu kureba mamwe aine mamita mana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nheyo dzakanga dzakavakwa namabwe anokosha, mabwe makuru, mabwe akasvika makubhiti ane gumi, namabwe akasvika makubhiti masere.
Shona 2009?
Nheyo dzakanga dzakavakwa namabwe anokosha, mabwe makuru, mabwe akasvika makubhiti ane gumi, namabwe akasvika makubhiti masere.
Shona SUB 2002 Bible
Nheyo dzakanga dzakavakwa namabwe anokosha, mabwe makuru, mabwe akasvika makubhiti ane gumi, namabwe akasvika makubhiti masere.