1 Kings 7:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Misoro, yaiʋa pamsoro pembiru paɓiraʋira, yakaŋga inamaruʋa amahapa akaʋezwa, akaȿika makubiti manna.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Misoro yaiva pamusoro pembiru pabiravira yakanga yakaumbwa samaruva amahapa, yakareba makubhiti manak pakukwirira kwayo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvepamusoro zvacho zvakanga zviri pamusoro pemisimboti iyi yaiva pamberi pekamba kapamusuo zvaiva zvakaitwa samaruva amahapa zvichiita mita rimwechete rina makumi masere amasendimita kureba.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Misoro, yaiva pamusoro pembiru pabiravira, yakanga ina maruva amahapa akavezwa, akasvika makubhiti mana.
Shona 2009?
Misoro, yaiva pamusoro pembiru pabiravira, yakanga ina maruva amahapa akavezwa, akasvika makubhiti mana.
Shona SUB 2002 Bible
Misoro, yaiva pamusoro pembiru pabiravira, yakanga ina maruva amahapa akavezwa, akasvika makubhiti mana.