1 Kings 7:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino akamisa mbiru paɓiraʋira retembere, akamisa mbiru yorudyi, akatumidza zita rayo Jakini; akamisa mbiru yoruɓoshwe, akatumidza zita rayo Boazi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akamisa mbiru pabiravira retemberi. Mbiru yezasi akaitumidza zita rokuti Jakini uye yokumusoro akaitumidza kuti Bhoazi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akamisa misimboti iyoyi pamberi pekamba kepamusuo weTemberi. Akamisapo musimboti nechokumaodzanyemba kwepo akautumidza zita rokuti Jakini, akamisawopo musimboti nechokuchamhembe akautumidza zita rokuti Bhoazi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino akamisa mbiru pabiravira retemberi, akamisa mbiru yorudyi, akatumidza zita rayo Jakini; akamisa mbiru yoruboshwe, akatumidza zita rayo Bhoazi.
Shona 2009?
Zvino akamisa mbiru pabiravira retemberi, akamisa mbiru yorudyi, akatumidza zita rayo Jakini; akamisa mbiru yoruboshwe, akatumidza zita rayo Bhowasi.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino akamisa mbiru pabiravira retemberi, akamisa mbiru yorudyi, akatumidza zita rayo Jakini; akamisa mbiru yoruboshwe, akatumidza zita rayo Bhoazi.