1 Kings 7:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pasi pomuromo waro pakaŋga panamafundo akaripoteredza, akaŋga anegumi pakubiti rimŋe nerimŋe, aipoteredza dziʋa; mafundo akaita misara miʋiri, akaʋumbga pamŋe cete naro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pasi pomuromo waro pakanga pane mapfundo akapoteredza, ari gumi pakubhiti, achipoteredza gungwa. Mapfundo aya akaumbwa akanga ari mumitsara miviri, pamwe chete neGungwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nechepasi pomupendero waro pakanga pakaitwa zvinenge mapudzi zviri makumi maviri pamita yoga yoga. Zvainge mapudzi izvi zvakanga zvakaita zvokuumbirwa pazibhavhu iri pamwechete naro parakagadzirwa zviri mumitsara miviri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pasi pomuromo waro pakanga panamafundo akaripoteredza, akanga ane gumi pakubhiti rimwe nerimwe, aipoteredza dziva; mafundo akaita misara miviri, akaumbwa pamwechete naro.
Shona 2009?
Pasi pomuromo waro pakanga panamafundo akaripoteredza, akanga ane gumi pakubhiti rimwe nerimwe, aipoteredza dziva; mafundo akaita misara miviri, akaumbwa pamwechete naro.
Shona SUB 2002 Bible
Pasi pomuromo waro pakanga pana mafundo akaripoteredza, akanga ane gumi pakubhiti rimwe nerimwe, aipoteredza dziva; mafundo akaita misara miviri, akaumbwa pamwechete naro.