1 Kings 7:27 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaita ʋo ɀiŋgoro ɀinegumi ɀendarira; ciŋgoro cimŋe necimŋe caiȿika makubiti manna pakureɓa, namakubiti manna paʋupamhi, namakubiti matatu pakukwirira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akaitawo tafura dzaiva namavhiri endarira gumi; imwe neimwe yakanga yakareba makubhiti manap, upamhi huri makubhiti mana nokukwirira kwayo kuri makubhiti matatuq.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hiramu akagadzirawo nendarama mitumbi yengoro gumi. Mutumbi woga woga wakanga uchiita mita rimwechete rina masendimita makumi masere kureba, upamhi hwacho huchiitawo mita rimwechete rina masendimita makumi masere urefu hwacho kuenda mudenga hwaiva mita rimwechete rina masendimita makumi matatu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akaitawo zvingoro zvine gumi zvendarira; chingoro chimwe nechimwe chaisvika makubhiti mana pakureba, namakubhiti mana paupamhi, namakubhiti matatu pakukwirira.
Shona 2009?
Akaitawo zvingoro zvine gumi zvendarira; chingoro chimwe nechimwe chaisvika makubhiti mana pakureba, namakubhiti mana paupamhi, namakubhiti matatu pakukwirira.
Shona SUB 2002 Bible
Akaitawo zvingoro zvine gumi zvendarira; chingoro chimwe nechimwe chaisvika makubhiti mana pakureba, namakubhiti mana paupamhi, namakubhiti matatu pakukwirira.