1 Kings 7:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀiŋgoro ɀakaŋga ɀakaitwa kuɗai: Ɀaiʋa noʋukomba, ʋukomba ubgo bgakakombga nemiɗeŋgerero.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Tafura idzi dzakanga dzakaitwa seizvi: pakati pembiru dzetafura paiva namagwatidziro mumativi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Magadziriro akanga akaitwa mitumbi yengoro idzi ndaaya: yaiva namapanga okumisa endarira. Pakati pamapango iwayo pakaiswa marata endarira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvingoro zvakanga zvakaitwa kudai: Zvaiva noukomba, ukomba uhwo hwakakombwa nemidengerero.
Shona 2009?
Zvingoro zvakanga zvakaitwa kudai: Zvaiva noukomba, ukomba uhwo hwakakombwa nemidengerero.
Shona SUB 2002 Bible
Zvingoro zvakanga zvakaitwa kudai: Zvaiva noukomba, ukomba uhwo hwakakombwa nemidengerero.