1 Kings 7:31 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Muromo wawo pakati pomusoro nokumsoro kwawo wakaȿika kubiti rimŋe; muromo wawo wakaŋga wakatenderera, wakafanana necigadziko, kubiti rimŋe nehafu; pamuromo wawo paiʋa neɀakanyorwa, asi ʋukomba bgawo bgaiʋa namatiʋi manna akaenzana, ɀisina‐kutenderera.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nechomukati metafura maiva negomba rakanga riri redenderedzwa rakadzika zvinosvika kubhiti rimwe cheter. Gomba iri rakanga riri redenderedzwa, uye nechigadziko charo raikwana kubhiti nehafus. Pamuromo paro paiva nezvinyorwa. Magwatidziro akanga ane mativi akaenzana, asiri edenderedzwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Muromo wemaraigadzikirwa waiva uchiita masendimita makumi mashanu udzamu. Muromo iwoyo wakanga wakatenderera sezvainge zvakangoitawo pasi pechigadzikiro ichi. Kubvira pamuromo wacho kusvikira pasi pagaro racho paiita masendimita makumi manomwe ana mashanu. Kumuromo kwacho kwakanga kwakanyatsonyorwapo zvimwe zvokushongedza. Marata aya engoro akanga aina mativi mana akaenzana aiva asiri madenderedzwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Muromo wawo pakati pomusoro nokumusoro kwawo wakasvika kubhiti rimwe; muromo wawo wakanga wakatenderera, wakafanana nechigadziko, kubhiti rimwe nehafu; pamuromo wawo paiva nezvakanyorwa, asi ukomba hwawo hwaiva namativi mana akaenzana, zvisina kutenderera.
Shona 2009?

Shona SUB 2002 Bible