1 Kings 7:32 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Makumbo manna akaŋga ari pasi poʋukomba, ʋuye ɀokuɓatisa makumbo ɀaiʋa paŋgoro; gumbo rimŋe nerimŋe rakaȿika kubiti rimŋe nehafu pakukwirira kwaro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mavhiri mana aiva pasi pamagwatidziro, uye maekesero amavhiri aiva akabatana netafura. Vhiri rimwe nerimwe raiva noupamhi hwekubhiti rimwe chete nehafu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mavhiri mana aya akanga ari nechepasi pamarata aya. Mitanda yacho yemavhiri adzo yaiva yakabatanidzwa nemitumbi yengoro idzi. Upamhi hwevhiri rimwechete hwaiva huchiita masendimita makumi manomwe namashanu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Makumbo mana akanga ari pasi poukomba, uye zvokubatisa makumbo zvaiva pangoro; gumbo rimwe nerimwe rakasvika kubhiti rimwe nehafu pakukwirira kwaro.
Shona 2009?
Makumbo mana akanga ari pasi poukomba, uye zvokubatisa makumbo zvaiva pangoro; gumbo rimwe nerimwe rakasvika kubhiti rimwe nehafu pakukwirira kwaro.
Shona SUB 2002 Bible
Makumbo mana akanga ari pasi poukomba, uye zvokubatisa makumbo zvaiva pangoro; gumbo rimwe nerimwe rakasvika kubhiti rimwe nehafu pakukwirira kwaro.